ChiFipa

(runangakatsva kubva kuVaFipa)

Fipa mutauro unowanikwa kuTanzania. Vanhu verudzi rweVaFipa vanogara mudunhu riri pakati peLake Tanganyika neLake Rukwa.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Fipa inoti umulomo (mouth) kureva muromo.
  • Fipa inoti limpuno (nose) kureva mhuno.
  • Fipa inoti ululimi (tongue) kureva rurimi.
  • Fipa inoti ikokoola (knee) kureva ibvi.
  • Fipa inoti ulungala (fingernail) kureva nzara.
  • Fipa inoti umunwe (finger) kureva munwe.
  • Fipa inoti lifupa (bone) kureva bvupa.
  • Fipa inoti uuchi (honey) kureva huchi.
  • Fipa inoti amasiya (n. milk) kureva mukaka.
  • Fipa inoti umuntu (person) kureva munhu.
  • Fipa inoti ababa kana tata (father) kureva baba.
  • Fipa inoti umwaana (child) kureva mwana.
  • Fipa inoti umwene (chief, king) kureva Ishe kana Mambo.
  • Fipa inoti umuti (tree) kureva muti.
  • Fipa inoti ichintu (thing) kureva chinhu.
  • Fipa inoti umooto (fire) kureva moto.
  • Fipa inoti insemba kana invula (rain) kureva mvura yekunaya.
  • Fipa inoti ukutali (far) kureva kure.
  • Fipa inoti ukutola (take) kureva kutora.
  • Fipa inoti ukuluma (to bite) kureva kuruma.
  • Fipa inoti ukunwa (to drink) kureva kunwa.
  • Fipa inoti ukuseka (he laughs) kureva kuseka.
  • Bato reVaFipa rinonzi VaLwanji vanoti alupilika (he hears) kureva ari kunzwa. Ko kupirikira?
  • Fipa inoti ukuuluka (he flies) kureva kuwuruka kana kubhururuka.
  • Fipa inoti imbesu kana imbezu (seed) kureva mbeu. Zvichida rinotodzana nokuti mbesa.
  • Fipa inoti ilanzi (sun) kureva zuva. Zvichida rinotodzana nokuti maranzi
  • Fipa inoti cakasuka kana cekasuke (red) kureva chakatsvuka.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Fipa inoti ikuulu (leg) kureva gumbo.
  • Fipa inoti ulusenga kana umusenga (sand) kureva jecha.
  • Fipa inoti ichela (iron, metal) kureva simbi.
  • Fipa inoti yachepa kana inoono (small) kureva diki.
  • Fipa inoti ukwaula (he yawns) kureva kushama nyai.
  • Fipa inoti ukukuunda (he likes) kureva kuda.
  • Fipa inoti ukupona (he falls) kureva kuwa.

Manhamba chinjirudza

  • VaFipa vanoti lyonga kana weenga (n. one) kureva chimwe.
  • VaFipa vanoti viili (two) kureva mbiri.
  • Fipa inoti ichitatu (three) kureva nhatu.
  • Fipa inoti zinni (four) kureva zvina.
  • Fipa inoti visaano (five) kureva zvishanu.
  • Fipa inoti uuntanda (six) kureva tanhatu.
  • Fipa inoti saba (seven) kureva nomwe.

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/13/79/31/137931274894607954452055006362581362232/silesr2010_023.pdf