Kure (distant in space).

  • Kare (long ago, distant in space or time).
  • Tarisai chinyorwa chinonzi kunhara.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaBemba vanoti tali (distance; far away) vachireva chinhambwe chiri kure. Mang'anja neVaBemba vanoti tali (distance; far away) vachireva chinhambwe chiri kure.
  • Mang'anja vanoti ku-talika (to be distant, long tall) vachireva kuva kure. Mamwe mazwi: patali (far away). vachireva kuti kure.
  • VaFipa vanoti ukutali (far) kureva kure. VaKwere vanoti lutali (long) zvichireva hurefu. VaGiryama vanoti kure (far away) kureva kure.
  • VaGulu vanoti ku-tali (far away, distant) kureva kure. MaZulu vanoti katyana kana kunjana (rather far) kureva kure.
  • VaNyungwe vanoti -tali (adv. long; far). Mamwe mazwi: citali (adj. long).