Nyungwe
(Redirected from VaNyungwe)
Nyungwe kana ChiNyungwe mutauro unotaurwa kuMozambique uri rurimi rieBantu.
Mazwi Anotodza ShonaEdit
- VaNyungwe vanoti mbiti (otter) kureva mbiti.
- VaNyungwe vanoti mwana (son) kureva mwanakomana.
- VaNyungwe vanoti abale (brothers) kureva vakoma.
- VaNyungwe vanoti mbwaya (dog) kureva imbwa.
- VaNyungwe vanoti kuyamba (to begin) kureva kuvamba.
- VaNyungwe vanoti munthu (person) kureva munhu.
- VaNyungwe vanoti miti (trees) kureva miti.
- VaNyungwe vanoti mubodzi (one) kureva mubodzi.
- VaNyungwe vanoti katiyo (one little chick) kureva katiyo kana kanhiyo.
- VaNyungwe vanoti uswa (grass) kureva uswa.
- VaNyungwe vanoti muyeruzi (adviser) kureva chipanga mazano.
- VaNyungwe vanoti mulimi (farmer) kureva farmer.
- VaNyungwe vanoti ulendo (travel) kureva rwendo.
- VaNyungwe vanoti mtsikana (girl) kureva musikana.
- VaNyungwe vanoti mambo (king) kureva mambo.
- VaNyungwe vanoti diso (eye) kureva ziso.
- VaNyungwe vanoti zinomwe (seven) kureva nomwe.
- VaNyungwe vanoti kufunana (too love mutually) kureva kudanana.
- VaNyungwe vanoti nyengo (time, event, occasion, period, season) kureva nguva. Sokuti: nyengo ya mainza (rainy season).
- VaNyungwe vanoti dzuwa (sun, daylight) kureva zuva.
- VaNyungwe vanoti usiku (night) kureva husiku.
- VaNyungwe vanoti macibese (morning) kureva mangwanani.
- VaNyungwe vanoti kubesera kana kubeseraka (to wake up early) kureva kumukira.
- VaNyungwe vanoti congwe (rooster) kureva jongwe.
- VaNyungwe vanoti maulo (evening) kureva mauro.
- VaNyungwe vanoti ngwe (ideophone meaning - its getting bright or light) inyaudzosingwi inodudza kuchena kwekunze.
- VaNyungwe vanoti masikati (noon) kureva masikati.
- VaNyungwe vanoti nsiku (noon) kureva masikati.
- VaNyungwe vanoti kweru (early afternnon) kureva pakuvamba kwemasikati.
- VaNyungwe vanoti kudoka (to get dark) kureva kudoka.
- VaNyungwe vanoti chidodo (twilight).
- VaNyungwe vanoti mainza (rainy season) kureva maenza.
- VaNyungwe vanoti matenda (sickness) kureva hurwere kana hutenda.
- VaNyungwe vanoti mpaka (until) kureva kudzamara.
- VaNyungwe vanoti muzinga (week) kureva vhiki.
- VaNyungwe vanoti lero' (today) kureva nhasi. Izwi iri rinotodza Chewa neSena inoti lero.
- VaNyungwe vanoti pita (to pass) kureva kupfuura.
- VaNyungwe vanoti kufika (to arrive) kureva kusvika.
Mazita eMwedziEdit
- Mwezi ya tsakulo (January - lit. month of hoeing).
- Mwezi ya kambzombzo (February - lit. ‘time of hunger before first harvest).
- Mwezi ya nkakata (March).
- Mwezi ya m’bvuno (April -lit. harvest).
- Mwezi ya m’phepo (May - lit. ‘cold, wind, fresh time).
- Mwezi ya zawe (June - literary freeze, frost) kureva mwedzi wachikumi.
- Mwezi ya mpepedza (July - lit. ‘wind).
- Mwezi ya chirimo (August - dry time to prepare the fields) kureva chirimo.
- Mwezi ya tsosa (September - ).
- Mwezi ya phumphuli (October - lit. ‘first rain).
- Mwezi ya m’bzwalo (November - ).
- Mwezi ya mainza (December - lit. rainy reason).