Nhasi (today) izwi rinoreva zuva rino ratiri kana musi uno watiri. KuChiNdau vanoti nyamashi.

TsumoEdit

  • Nyamusi handi mangwana. Today is not tomorrow.
  • Nhasi haasiri mangwana. Today is not tomorrow.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Unoti watenga vanobva vatounza motokari yacho nyamusi.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGanda vanoti lelo (n. today) vachireva nhasi.
  • VaTumbuka vanoti muhanya uno (n. today) vachireva nhasi.
  • MaZulu vanoti langa (adv. On the day (foll. by poss. constr.) kureva zuva iroro. Muenzaniso: langa lokuvulwa kwesikole (on the day of school opening).
  • MaZulu vanoti langalelo (On that day). Muenzaniso: Langalelo wabulala imamba (On that day he killed a mamba) kureva - zuva iroro akauraya mamba.