Zigula

(Redirected from VaZigula)

Zigula mutauro weBantu unowanikwa kuSomalia neTanzania. Kana kwave kuSomalia mutauro uyu unonzi Mushunguli kana Mushungulu.

Mashoko Anotodza ShonaEdit

  • VaZigula vanoti wantu (n. people) kureva vanhu.
  • Zigula inoti ntembo (n. elephant) kureva nzou.
  • Zigula inoti zina (n. name) kureva zita.
  • Zigula inoti zino (tooth) kureva zino.
  • Zigula inoti zuwa (n. sun) kureva zuva.
  • Mazwi okuti yangu, wangu, changu, kangu, vanhu (my) rakafanana kuKizigua neShona.
  • Izwi rokuti yako (yours) rakafanana kuKizigua neShona.
  • Izwi rokuti yake (his/hers) rakafanana kuKizigua neShona.
  • Izwi rokuti ako (that) rakafanana kuKizigua neShona.
  • Izwi rokuti mbiri (two) rakafanana kuKizigua neShona.
  • Zigula inoti mitatu (three) kureva nhatu.
  • Zigula inoti minne (four) kureva mana.
  • Zigula inoti mishano (five) kureva mashanu.
  • Zigula inoti mtandatu (six) kureva matanhatu.
  • Zigula inoti mfungate (seven) kureva masere.
  • Zigula inoti mirongo (ten) kureva gumi.
  • Zigula inoti ananasi (Pineapple) kureva chinanazi.
  • Zigula inoti awo (those - near you) rakafanana kuKizigua neShona.
  • Zigula inoti baba kureva sekuru.
  • Zigula inoti basi (only) kureva basi.
  • Zigula inoti mbuyangu (my friend) kureva shamwari yangu kana mabiyangu.
  • Zigula inoti bhafu kana mabhafu pakuwanda (basin) kureva bheseni.
  • Zigula inoti boi kana maboi (n.servant) kureva bhoyi.
  • Zigula inoti chalumwe (at the same time) kureva pamwepo.
  • Zigula inoti chereko (1. birth, 2. child-birth, 3. offspring).
  • Zigula inoti hunde, nkhunde, kunde, ukunda (n. beans) kureva makunde.
  • Zigula inoti chiro (n. night) kureva husiku.
  • Zigula inoti kudya (to eat) kureva kudya.
  • Zigula inoti kufira (die for) kureva kufira.
  • Zigula inoti kadege (little bird) kureva kashiri.
  • Zigula inoti kale (already, yet, before, past, formerly) kureva kare.
  • Zigula inoti luwa (flower) kureva ruva.
  • Zigula inoti luwala kana lwala (plain, grassland, prairie) kureva bomho.
  • Zigula inoti lwazo (Playground; yard) kureva ruvanze.
  • Zigula inoti luvuzi, mavuzi (Pubic hair) kureva mavhudzi.
  • Zigula inoti nani? (who with; with who) kureva naani?
  • Zigula inoti nawo (with them) kureva navo.
  • Zigula inoti ndege (airplane) kureva ndege.
  • Zigula inoti ngombe (cow, cattle, oxen) kureva mombe.
  • Zigula inoti nguluwe (Pig) kureva nguruve.
  • Zigula inoti ngono (n. sex) kureva kukumbana.
  • Zigula inoti nyoka kureva nyoka.
  • Zigula inoti nyama (meat) kureva nyama.
  • Zigula inoti nyongo (bile) kureva nyong'o.
  • Zigula inoti moyo kana nyoyo pakuwanda (P) kureva moyo.
  • Zigula inoti nyundo (hammer) kureva nyundo.
  • Zigula inoti uta kana nyuta pakuwanda (bows and arrows) kureva uta.
  • Zigula inoti padya (n. hip) kureva chidya.
  • Zigula inoti penes kana mapenzi (love) kureva rudo.

Mamwe MazwiEdit

  • Zigula inoti tunda kana matunda pakuwanda (n. fruit) kureva michero.
  • Zigula inoti ihundu (red) kureva tsvuku.
  • Zigula inoti ntondo (n. star) kureva nyenyedzi.
  • Zigula inoti bumba kana mabumba (roll - e.g. roll of wire) kureva bumburu.
  • Zigula inoti chakwanza (first of all) kureva chekutanga.
  • Zigula inoti chamagutwi (big-eared one) kureva chemazheve.
  • Zigula inoti chi chanya (co-operatively) kureva mushandirapamwe.
  • Zigula inoti chi ngono (sexual).
  • Zigula inoti chi umanyi (logically).
  • Zigula inoti luvi (tomorrow) kureva mangwana.
  • Zigula inoti nyungu (Pots) kureva hari.
  • Zigula inoti poda (powder) kureva paudha.


[1][2][3]

  1. https://somali-chizigula.webonary.org
  2. https://www.webonary.org/somali-chizigula/files/Somali-Chizigula-to-English-Dictionary-cDayleyMberwaTemkinMartinez-2020.pdf
  3. https://www.academia.edu/34036952/Zigula_English_Dictionary