Nguruve (Pig in English) imhuka inopfuyiwa pamba ichinyanya kuchengetwa muchirugwi. Nguruve inobereka vana vakawanda imwe nguva vanosvika vatanhatu kana vanomwe (6-8).

Rimwe izwi rinoshandiswa kutaura nguruve nderekuti hochi.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Jimi (Pig - domesticated) kureva nguruve yepamusha.
  • Dimbi kana huzhwa (1. Cheek of a pig used as meat, 2. the loose fleshy part of the neck of certain animals, such as dewlap of cattle) zvichireva nyama yepadama renguruve.
  • deperepe, madeperepe kana rembe (Dewlap).
  • Kukandura (cut up a slaughtered beast without skinning it).
  • Kandudza (cut hide and meat together). Nguruve nembizi dzinokandurirwa: pig and zebra are cut up without being skinned first.
  • Kubvura kana kubvuraudza (to singe; to remove hairs etc by singeing).

Mamwe Mazwi

chinjirudza