Nguruve
(runangakatsva kubva kuKandudza)
Nguruve (Pig in English) imhuka inopfuyiwa pamba ichinyanya kuchengetwa muchirugwi. Nguruve inobereka vana vakawanda imwe nguva vanosvika vatanhatu kana vanomwe (6-8).
Rimwe izwi rinoshandiswa kutaura nguruve nderekuti hochi.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Jimi (Pig - domesticated) kureva nguruve yepamusha.
- Dimbi kana huzhwa (1. Cheek of a pig used as meat, 2. the loose fleshy part of the neck of certain animals, such as dewlap of cattle) zvichireva nyama yepadama renguruve.
- deperepe, madeperepe kana rembe (Dewlap).
- Kukandura (cut up a slaughtered beast without skinning it).
- Kandudza (cut hide and meat together). Nguruve nembizi dzinokandurirwa: pig and zebra are cut up without being skinned first.
- Kubvura kana kubvuraudza (to singe; to remove hairs etc by singeing).