Kudya
Kudya (ku Chingezi: eating) kana kurya.
Mamwe mazwiChinjirudza
Mimwe mitauro ye ChishonaChinjirudza
- Chikaranga chinoti kudhla zvichienderera ne nzvimbo yavanogara muZimbabwe, asi vamwe vanongoti kudya sezvoitwa muChishona chikuru.
- Chindau chinoti kurya
- Chikorekore ne Chibuja chinoti kudja kana kuja.