Zvidya

(runangakatsva kubva kuChidya)

Zvidya (thighs) inhengo yomuviri inotangira muhudyu zvichidzika kunosvika pamupimbira. Zvidya zvakakobvuka pane mupimbira.

Chitumbi (thigh).

Tsika dzekuno kuChamhembe kweAfrica dzinoti musikana kana mukadzi ngaapfeke zvipfeko zvinovhara zvidya zvinodzika pasi pemabvi kuti zvidya zvisaonekwa. Zvidya zvinoonekwa zvezvishongo zvinoyevedza nokumutsa nyama yemurume. Nokudaro hazvifanirwe kuonekwa nemunhu chero ani zvake.

  • Ndizvo muranda wakaisa nyara yake pashi pechizva chaAbrahama mambo wake, akapika kwaari ngeiyi ndaa. (Genesis 24:9 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu chinjirudza

 
Mukadzi akapfeka zvinotaridza zvidya.