Naani (with who; with whom).

  • Wakaenda naani kwaRusape?
  • Ani naani anoda anotenderwa kurima nzimbe pamusha pake.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaZigula vanoti nani (with who; who with). Sokuti: Kwita nani? (Who did you go with?).
  • VaZigula vanoti nani (with whom). Sokuti: Kwita nani? (Whom did you go with?).