• Basi (only, enough). Ndinoda kuuye munhu mumwe basi.
  • Basi kana Mabasi (naked) apa kureva bununu kana munhu asina kupfeka. Handibudi iko zvino nokuti ndiri mabasi.
  • Basi (stingless bee that live in trees).
  • Basi (empty handed). Ndauya basi: I came empty handed.

Mitauro yeBantuEdit

  • Vatauri veChewa neSwahili vanoti basi kana bassi (enough, well).
  • Chimbalazi vanoti basi (adj. sufficient) - zvichida vanoreva basi.


This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.