Chete (only, enough).

  • Ndinoda kutenga mapurazi maviri chete.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Basi (only, enough).
  • Basi kana mabasi (naked) apa kureva bununu kana munhu asina kupfeka. Handibudi iko zvino nokuti ndiri mabasi.
  • Basi (empty handed). Ndauya basi: I came empty handed.

Mitauro yeBantu chinjirudza