Zita (name) izwi rinodudza kuti nzvimbo, munhu, kana chinhu chinonzi ani.

Zina (Name) apa kureva zita kururimi rweChiNdau.

Mazita evanhu nemazita emhuri muZimbabwe anowanikwa pazvinyorwa zvinoti: Mazita emhuri naMazita eChishona.

  • Chiyambo (good name, praise) kureva zita rakanaka nokuda kwemabasa akanaka. Ko kuturikira chinonzi logo kuEnglish?
  • Muchowe kana jee (1. Playful talk, behaviour, temperament). Zita romuchowe: nickname.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaXhosa vanoti igama (name) kureva zita.
  • VaRwanda vanoti izina (name) kureva zita.
  • VaLomwe vanoti nsina (name) kureva zita.
  • Izwi rokuti zina (name) rinotaurwa neMitauro yakawanda yekuMalawi, Zambia nedunhu reSADC.