Zita
(runangakatsva kubva kuZina)
Zita (name) izwi rinodudza kuti nzvimbo, munhu, kana chinhu chinonzi ani.
Zina (Name) apa kureva zita kururimi rweChiNdau.
Mazita evanhu nemazita emhuri muZimbabwe anowanikwa pazvinyorwa zvinoti: Mazita emhuri naMazita eChishona.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaXhosa vanoti igama (name) kureva zita. VaRwanda vanoti izina (name) kureva zita.
- VaLomwe vanoti nsina (name) kureva zita. Lunda vanoti tumba (v. name) kureva kutumidza zita.
- Lugwere vanoti kutuuma (v. to name a person; give a name) kureva kutumidza zita.
- VaLamba vanoti ita (n. call). Fananidzai nokuti Unoitwa ani?
- Kikamba vanoti isyitwa (n. name) kureva zita.