Lomwe

(runangakatsva kubva kuVaLomwe)

Lomwe mutauro unowanikwa kuMozambique.

Mazwi Ari Pedyo neShona

chinjirudza
  • VaLomwe vanoti ekasha (n. box) kureva chikasha.
  • VaLomwe vanoti empa (n. house) kureva imba.
  • VaLomwe vanoti ehime (n. well) kureva tsime.
  • VaLomwe vanoti esapato (n. shoe) kureva tsapata.
  • VaLomwe vanoti eshima kana esima kureva (nsima) sadza.
  • VaLomwe vanoti ekhaka (guinea fowl) kureva hanga.
  • VaLomwe vanoti ekhwali (n. partridge) kureva chikwari.
  • VaLomwe vanoti ekhala (crab) kureva ngara.
  • VaLomwe vanoti epula (rain) kureva mvura iri kunaya. VaTswana vanoti pula (rain) zvakare.
  • VaLomwe vanoti ekacaaso (n. brandy) kureva kachasu.
  • VaLomwe vanoti sisora (scissors) kureva chigero kana tizora.
  • VaLomwe vanoti emeesa (n. table) kureva meza kana tafura.
  • VaLomwe vanoti ekhara (n. head pad) kureva hata.
  • VaLomwe vanoti haci (horse) kureva hachi.
  • VaLomwe vanoti ikhuuni (firewood) kureva huni.
  • VaLomwe vanoti kapuro (slave) kureva muranda.
  • VaLomwe vanoti khumi (n. ten) kureva gumi.
  • VaLomwe vanoti musiphe (n. vein) kureva tsinga.
  • VaLomwe vanoti mwiili (n. body) muviri.
  • VaLomwe vanoti makwikwi (n. eyebrow).
  • VaLomwe vanoti mwaana (child) mwana.
  • VaLomwe vanoti mayi kana amaani (mother) kureva amai.
  • VaLomwe vanoti muramu (brother-in-law; sister-in-law) kureva muramu.
  • VaLomwe vanoti munna (cousin).
  • VaLomwe vanoti mpava (n. thief) kureva mbavha.
  • VaLomwe vanoti mwene (chief) kureva ishe.
  • VaLomwe vanoti musika (n. market) kureva musika.
  • VaLomwe vanoti mareca (leprosy) kureva maperembudzi.
  • VaLomwe vanoti mukate (n. bread) kureva chingwa.
  • VaLomwe vanoti mwinyu (n. salt) kureva munyu.
  • VaLomwe vanoti mukoyi (rope) kureva tambo.
  • VaLomwe vanoti munini (owner) kureva mwene.
  • VaLomwe vanoti mukaripo (n. harp).
  • VaLomwe vanoti Muluku (God) kureva Mwari.
  • VaLomwe vanoti manyumwa (grapefruit).
  • VaLomwe vanoti thelele (n. okra) kureva derere.
  • VaLomwe vanoti mwiiwa (n. thorn) kureva minzwa kana mihwa.
  • VaLomwe vanoti mwala (cliff). Ko chimwara?
  • VaLomwe vanoti mooro (n. fire) kureva moto.
  • VaLomwe vanoti makhala (charcoal) kureva makara.
  • VaLomwe vanoti mweeri (n. moon, moonlight, month) kureva mwedzi.
  • VaLomwe vanoti masana khumi (n. thousand) kureva chiuru.
  • VaLomwe vanoti musokho (n. tax) kureva mutero.
  • VaLomwe vanoti murarance (orange tree) kureva muorenji.
  • VaLomwe vanoti mukhwani (green cabbage) kureva kabheji. Ko zita rinonzi Mukwani?
  • VaLomwe vanoti mukoro (n. can) kureva mugoro.
  • VaLomwe vanoti mpaka (until) kureva mupaka.
  • VaLomwe vanoti nantara (elephantiasis) kureva chirwere chokufuta makumbo.
  • VaLomwe vanoti nsu (word) kureva izwi.


[1] [2]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2021-06-24. Retrieved 2019-06-13. 
  2. https://www.sil.org/system/files/reapdata/42/87/85/42878520858939611669725951393273730609/sillcdd_39.pdf