Tambo
Tambo (rope in English) chirukwa chigadzirwa neshinda kana waya nhete dzichirukana kuita shinda hobvu. Tambo dzinoshandiswa mabasa akawanda zvikurusei panodiwa kusimba kwadzo.
![](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/5/52/Inenawa.jpg/220px-Inenawa.jpg)
![](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/a/a5/Old_man_braiding_a_rope.jpg/220px-Old_man_braiding_a_rope.jpg)
Tambo dzewaya dzinoshandiswa kutakura chikepe nechikwera pamugodhi.
Bingepinge - tambo ine rwodzi (rope of multiple strands) rwakawanda.