Mukoyi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Mukoyi; Brian Mukoyi; Portia Mukoyi; Mukoyi Musyangi, Carlos Mukoyi

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

Mazwi ari Pedyo

chinjirudza