Maheu, mahewu mabiti kana biti chinwiwa chinobikwa nebota kana munya wesadza. Mahweu anoiswa chimera kuti avire, asi asingasvike pakuvira kunodhaka.

  • Kuvira kana kuvidza (cause to ferment; cause to become sour) zvinoreva kuibvisa mahout achisvika paanovavira; kana zvadai anonzi maheu avira.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • MaZulu vanoti amahewu (n. Drink made of thinned maize porridge fermented - isibebe) vachireva maheu.
  • Barotse vanoti maheu (n. light beer) vachireva maheu.
  • Dor vanoti hëwü (n. four) kureva ina. Ko mahewu anovira sure kwemazuva mangani?
  • Waalii inoti bila (v. Ferment) kureva kuvira. Uyo Ibibio vanoti bire (v. become ripe).