Mitauro ye Chibantu
Mitauro ye Chibantu kana mitauro ye Chivantu imhuri huru ye mitauro inotaurwa neVabantu veUpakati, Chamhembe, Mabvazuva uye Chamembemabvazuva eAfurika. Vanosika bazu rihuru reMitauro yeUbantu yekuChamhembe.
Huwandu hwe mitauro ye Chibantu inogona kusvika kumazana, zvihienderana nechirevo chemutauro n emutauronyina, uye unohestimetswa kuva pakati pe 440 kana kuva 680 ye mitauro yakazvimirira.[1]
Izwi rokuti Bantu rinoshandiswa kutsanagudza mitauro inotaurwa navatema vari kuChamhembe kweAfrica inoda kunotodzana pamazwi anotaurwa. Izwi iri rinotodza pakuti vanhu vari kuChemhembe kweAfrica vane mitauro yakafana uye vose pavanotaura shoko rokuti munhu vanosahndisa shoko rakada kufanana.
Sokuti:
HupangoEdit
Hupango hwe Computational phylogeneticEdit
Simplified phylogeny of northwestern branches of Bantu by Grollemund (2012):
Bantu |
| |||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||||
Other computational phylogenetic analyses of Bantu include Currie et al. (2013), Grollemund et al. (2015), Rexova et al. 2006, Holden et al., 2016, and Whiteley et al. 2018.
NenyikaEdit
Lingua franca
According to the South African National Census of 2011[full citation needed]
TOTAL Nguni: 22,406,O49 (61.98%) TOTAL Sotho-Tswana: 13,744,775 (38.02%) TOTAL OFFICIAL INDIGENOUS LANGUAGE SPEAKERS: 36,150,824 (69.83%)
Eswatini (yainzi Swazilendi)
Rudhende rwe Vakongo (Kongo-Bhurazivhiri)
|
Rwanda
Utemabanze weRudhende rweVakongo
Zimbabwe ine mitauro 16 ye udhidhizha
|
Mashoko e Chibantu akaita mbiri nekuda kwe tsika dzekumadokeroEdit
|
Mabviro eruzivoEdit
- ↑ "Guthrie (1967-71) names some 440 Bantu 'varieties', Grimes (2000) has 501 (minus a few 'extinct' or 'almost extinct'), Bastin et al. (1999) have 542, Maho (this volume) has some 660, and Mann et al. (1987) have c. 680." Derek Nurse, 2006, "Bantu Languages", in the Encyclopedia of Language and Linguistics, p. 2. :Ethnologue report for Southern Bantoid" Archived 2012-10-16 at the Wayback Machine lists a total of 535 languages. The count includes 13 Mbam languages, which are not always included under "Narrow Bantu".