Chibekweli
|
Chibekweli (kana Bekwel; Bekwil) Chibekwili mutauro we Chibantu wekuRudhende rwe Vakongo. Ine vatauri 10,000, kwota ye numeri ye vanhu ava vari muGabhoni, uye pamwe huwandu humwe iriku divi riri-opoziti kuKameruni. Mutauro uyu uripedyo ne Chinzime (Koonzime).
Maho (2009) anoona Chikonabembe (nkonabeeb) se mutauronyina we Chibekwili kwete Chimpumpong.