2003
|
Gore ra-2003 (sho: zvuruzviiri-netatu) raive gore rakatanga musi waChitatu muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-netatu reZera riNjee[C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[C 2], gore rechitatu muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechishanu mugumikati reMa2000.
Zviitiko
chinjirudzaNdira
chinjirudza- Ndira 5
- Chiteshi chedutavanhu chikuru che Tel Aviv: vabhobha vekuzviuraya vaviri vechiPalastini vakazvinda nharaunda yemuTel Aviv, vakauraya vanhu vakumimaviri-netatu uye kukuwadza vanhu zananetatu.
- Ndira 8
- Ndege ye Air Midwest 5481 yakapinda munjodzi pakusumuka kwayo muCharlotte, Karolina ye Maodzanyemba, ikaurayisa vanhu vose vemakumimavirinerimwe vevatutwa ne vashandi.
Mashoko
chinjirudza- Wurukati,- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
- Mwakauru - millenary, chiliad?
- Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
- Mwakauru - millenary, chiliad?
- Mukorezana, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
- Gumikati, Mukumikati - kureva decade, decennium, uye pahuwandu makumikati
- Mwakakumi - decennary?