Chitatu

Chitatu (Wednesday) izuva rechina revhiki kana kuchitevdzwa kuverenga kwevhiki pachiJudah. Zuva iri rinotevera chipiri richiteverwa nemusi wechina

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti ulwesithathu (n. Wednesday - lit. the third day of the week) vachireva musi wechitatu.
  • VaWabo vanoti cittaattu kana macittaattu (n. Wednesday) vachireva chitatu.