2001
|
Gore ra-2001 (sho: zvuruzviiri-nerimwe) raive gore rakatanga musi waMuvhuro muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-nerimwe reZera riNjee[C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[C 2], gore rekutanga muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechipiri mugumikati reMa2000.
Zviitiko
chinjirudzaNdira
chinjirudza- Ndira 7
- Nyika ye Ghana yakapinda muchishanduka chayo nerugare chesimba muna1979 pakapikirwa vaJohn Kufuor saMtungamiri we Ghana.
Mashoko
chinjirudza- Wurukati,- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
- Mwakauru - millenary, chiliad?
- Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
- Mwakauru - millenary, chiliad?
- Mukorezana, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
- Gumikati, Mukumikati - kureva decade, decennium, uye pahuwandu makumikati
- Mwakakumi - decennary?