Republic of Ghana
Flag of Ghana.svg Coats of arms of None.svg
National motto: Freedom and Justice
Ghana (orthographic projection).svg

Ghana pachihofisi inonzi Rudhende rwe Ghana inyika yakagadzikwa ku Madokero e Afurika. Gutaguru renyika iyi rinonzi Accra. Mutungamiri wenyika wokutanga munyika iyi ainzi VaKwame Nkrumah. Vakawana kuzvitonga kuzere mugore ra1957.



Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze