<< Ndira >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30
31
2021

Ndira 1 kana 1 Ndira ndiwo musi rekutanga regore mukarenda ye Giregori. Kwasara mazuva 364 kuti gore ripere (365 mumakore eku svetuka (leap?)). Zuva iri rinozivikanwa seZuva reGoredzva sezvo zuva richiratidza kutanga kwegore.

Zviitiko chinjirudza

Shure kwe ma1600 chinjirudza

  • 1500 – Muongorori we chiPutukezi Pedro Alvarez Cabral akawana mahombekombe e Bhuraziri.
  • 1502 – Nzvimbo yemazuvano e Rio dhe Janeiro, Bhuraziri, inotanga kuongororwa nemaPutukezi.

1601 - 1900 chinjirudza

  • 1801 – Seresi, chindeya-chidiki chakakura uye chekutanga chinozivikanwa mubhandi re Asteroidhi, chakawanikwa naGiuseppe Piazzi.[1]
  • 1804 - Kutonga kweFuranzi kunopera muHaiti. Haiti inova rudhende rwevatema rwekutanga uye nyika yechipiri yakazvimirira muMaodzanyemba Amerika mushure meRubatano rweMavuso (Hyunaitedhi Stetsi).[2]
  • 1877 – Mambokadzi Victoria wekuUK akanzi Emperesi ye India.[3]
  • 1890 - Eritiriya yakabatanidzwa kuita koloni neHurumende ye Itari.[4]
  • 1899 - Kutonga kweSpeini kunopera muKyubha.[5]
  • 1900 - Naijeriya inova mumiriri weBhuritaniya naFrederick Lugard semukuru wekomisheni.[6]

1901- ku ikozvino chinjirudza

  • 1901 – Iyo kuProtectorate ye kuChamhembe che Naijeriya inovambwa mukati meEmbaya ye Bhuritaniya.[7]
  • 1901 - MaBritish makoroni eNew South Wales, Queensland, Victoria, South Australia, Tasmania, uye Western Australia mubatanidzwa seCommonwealth yeAustralia; Edmund Barton anogadzwa kuva Mutungamiriri wekutanga.[8]
  • 1912 – Rudhende rwe Chayina rwakagadzirwa.[9]
  • 1945 - Hondo Yenyika II: Luftwaffe ye Jerumani inotanga Operation Bodenplatte, hombe, asi yakakundikana, kuyedza kubvisa simba reAllied mhepo kuchamhembe kwe Yuropu nekurova kamwe chete.[10]
  • 1947 - Hondo Yekutonhora: Nzvimbo dzekuAmerika neBhuritaniya dzinogara muRubatano-rwakagarwa Jerumani, mushure meHondo Yenyika II, dzinosangana kuita Bhaizoni, iyo yakazotevera (nenzvimbo ye Furanzi) yakava chikamu cheMadokero e Jerumani.[11]
  • 1956 - Sudhani inowana rusununguko kubva kuIjipita neRubatano rweUmambo.[12]

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Schmadel, Lutz (2003). Dictionary of minor planet names (5th ed.). Germany: Springer. p. 15. ISBN 978-3-540-00238-3.
  2. Finkelman, Paul (6 April 2006). Encyclopedia of African American History, 1619-1895: From the Colonial Period to the Age of Frederick Douglass Three-volume Set. Oxford University Press, USA. pp. 1–. ISBN 978-0-19-516777-1.
  3. http://discovery.nationalarchives.gov.uk/details/r/4923428e-ba8a-4f32-abb7-2f1192c28592
  4. Tecle-Misghina, Belula (11 February 2015). Asmara - an urban history: Rivista L'architettura delle città - UNESCO Chair Series n. 1. Edizioni Nuova Cultura. pp. 30–. ISBN 978-88-6812-354-3.
  5. Steinberg, S. (26 December 2016). The Statesman's Year-Book 1965-66: The One-Volume ENCYCLOPAEDIA of all nations. Springer. pp. 912–. ISBN 978-0-230-27094-7.
  6. Legrand, Jacques (1987). Chronicle of the 20th Century. Ecam Publication. p. 10. ISBN 0-942191-01-3.
  7. Oluniyi, Olufemi Olayinka (9 August 2017). Reconciliation in Northern Nigeria: The Space for Public Apology. Frontier Press. p. 69. ISBN 978-978-949-527-6.
  8. Meekins, Jeannie. Sir Edmund Barton: The First Prime Minister of Australia: Educational Version. Learning Island. pp. 15–. GGKEY:PBLCUNU87RW.
  9. Elleman, Bruce A. (28 July 2005). Modern Chinese Warfare, 1795-1989. Routledge. pp. 149–. ISBN 978-1-134-61008-2.
  10. Manrho, John; Putz, Ron (2004). Bodenplatte: The Luftwaffe's Last Hope : the Attack on Allied Airfields New Year's Day, 1945. Hikoki Publications. ISBN 978-1-902109-40-4.
  11. Braun, Hans-Joachim (22 October 2010). The German Economy in the Twentieth Century (Routledge Revivals): The German Reich and the Federal Republic. Routledge. p. 105. ISBN 978-1-136-83644-2.
  12. Niblock, Tim (1987). Class and Power in Sudan: The Dynamics of Sudanese Politics, 1898-1985. SUNY Press. pp. 209–. ISBN 978-0-88706-480-7.