Ndira 22

<< Ndira >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30
31
2021

Ndira 22 musi we mavirimbiri we gore paKarenda ya Gregori; pane misi 343 yasara kusvika pakupera kwegore (344 pagore re mucherikwa).

  • makumiviri (20) mbiri (2) - kana mavirimbiri (kupfupisa)

ZviitikoEdit

VakazvarwaEdit

VakafaEdit

  • 22 Ndira – Aeneas Chigwedere, 81, wezvematongerwo enyika, Minister of Education (2001–2008) naGavhuna weMashonaland East (2008–2013); Dzihwamupengo.
  • 22 Ndira - Joel Matiza, makumi matanhatu, wezvematongerwo enyika, Gurukota rezvekutakurwa nekusimudzirwa kwezvivakwa; Dzihwamupengo.
  • 22 Ndira - Paradzai Zimondi , 73, aimbova mukuru-mukuru-mukuru uye komishina-mukuru wejeri reZimbabwe uye kururamiswa mabasa; Dzihwamupengo.

Mabviro eruzivoEdit