Musi weChina

China izuva repavhiki rinotevera chitatu richiteverwa nemusi wechishanu.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti ulwesine (n. Thursday - lit. the fourth day of the week) vachireva musi wechina.
  • VaWabo vanoti cittaattu kana macittaattu (n. Wednesday) vachireva chitatu.