Musi weChishanu
(runangakatsva kubva kuMusi wechishanu)
Chishanu (Chirungu: Friday) ndiro zuva rechitanhatu repavhiki rinotevera China richiteverwa neMugovera. Kune vanhu vazhinji chishanu ndiro zuva rekupedzesera kuenda kubasa pavhiki uye zuva rekupedzisira kuenda kuchikoro.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaWabo vanoti nshanu (n. Friday) kureva musi wechishanu.
- MaZulu vanoti ulwesihlanu (n. Friday - lit. the fifth day of the week) vachireva musi wechishanu.