2002
|
Gore ra-2002 (sho: zvuruzviiri-nembiri) raive gore rakatanga musi waChipiri muKarenda ya Gregori, raive gore rezvuruzviiri-nembiri reZera riNjee[C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[C 2], gore rechipiri muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechitatu mugumikati reMa2000.
Zviitiko
chinjirudzaNdira
chinjirudza- Ndira 17
- Gomo Nyiragongo rofekuka muUtemabanze weRudhende rwe Vukongo, rwukakonzeresa kuburidzwa kwe vanhu vezviyanazvina[C 3] (400,000).
Mashoko
chinjirudza- Wurukati,- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
- Mwakauru - millenary, chiliad?
- Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
- Mwakauru - millenary, chiliad?
- Mukorezana, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
- Gumikati, Mukumikati - kureva decade, decennium, uye pahuwandu makumikati
- Mwakakumi - decennary?