Chiluvhale
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Izwi rokuti nyama (meat) rakafanana kuLuvale neShona.
- Izwi rokuti mwana (child) rakafanana kuLuvale neShona.
- VaLuvale vanoti kawa (dog) kureva imbwa.
- VaLuvale vanoti jikunyi (firewood) kureva huni.
- VaLuvale vanoti mukamba (cassava) kureva mufarinya.
- VaLuvale vanoti kutulika kureva kuturika.
- VaLuvale vanoti ngoma (beehive) kureva mukoko.
- VaLuvale vanoti mukanwa (mouth) kureva mukanwa.
- VaLuvale vanoti muthu (person) kureva munhu.
- VaLuvale vanoti linoka (snake) kureva nyoka.
- VaLuvale vanoti ngeji (visitor) kureva mweni.
- VaLuvale vanoti muchima (heart) kureva moyo.
- VaLuvale vanoti njamba (elephant) kureva nzou.
- VaLuvale vanoti mukulwane (old person) kureva munhu mukuru.
- VaLuvale vanoti chiyambi (hunter) kureva muvhimi.
- VaLuvale vanoti kusoka (to roof a house) kureva kupfirira.
- VaLuvale vanoti vula (rain) kureva kunaya kwemvura.
- VaLuvale vanoti vapasa kana vapamba (twins) kureva mapatya.
- VaLuvale vanoti kukomba (sweep or clean) kureva kutsvaira kana kuchenesa.
Mazita eLuvale
chinjirudza- Mujinga kana Muzhinga (child born with umbilical cord twisted around body) kureva mwana anozvarwa akamonerera nerukuvhute.
- Nyapasa (mother or father twins) kureva mubereki wemapatya.
- Mbuya, Mukumbi kana Likumbi (name of twin that's born first - means light).
- Kapya kana Kakweji (name of twin that's born second - means moon).
- Chijika (name of child born after twins - name means one who shut the womb and stops further birth).
- Chikomba (name of child born second after twins - name means one who sweeps or cleans womb and stops further birth).
- Kaseka kana Kasela (child who comes out of mother's womb legs first). Kaseke izita remhuri.
- Chivunda (child born in the bush - Chivunda means thick forest).
- Kameya (child born while mom was on way to the river e.g to fetch soaked cassava).
- Kalwiji (child born while mom was on way to the river).
- Likoji (grace).