Mukoko (Beehive in English) chivakwa chinovakirwa kuti nyuchi dzinge dzichipindamo kunogadzira huchi hwadzo. Mukoko une mhango pakati munova munopindwa nenyuchi dzovaka zvizinga zvadzo imomo. Mupfuyi wenyuchi anozouya achikohwa huchi kubva pamukoko.

DSC00673 - bees at Emwatsi.JPG

TsumoEdit

  • Mukuwasha mukoko haaperi kudyiwa. The son-in-Iaw is a beehive, he never stops being eaten.

Mitauro yeBantuEdit

  • Vatauri veMakua vanoti mchinga kana michinga pahuwandu (beehive) kureva mukoko.
  • VaBemba vanoti cilunda (n.hive) kureva mukoko.