Mukoko sezita
Mukoko izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola, Kenya, Congo, Kinshasa neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Gift Mukoko; Isabel Mukoko; Monique Mukoko; Portia Mukoko.
- Mazita ari pedyo: Chimukoko sezita, Kamukoko sezita.
- Mukoko wenyuchi (beehive).
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu inoti mukoko (n. coconut tree) kureva mukokonati.