Kimbundu

Kimbundu mutauro weBantu unowanikwa kuAngola.

Mazwi Anotodza ShonaEdit

  • Kimbundu vanoti muene (owner), kureva mwene.
  • Kimbundu vanoti kuria (v. to eat; food) vachireva kudya.
  • Kimbundu vanoti muari (n. boss, master, lord, sir, superior), kureva tenzi. Fananidzai nokuti Mwari?
  • Kimbundu vanoti kisanzu (n. cane, whip, switch).
  • Kimbundu vanoti kinhonga (n. waist) kureva chiuno.
  • Kimbundu vanoti mutungi (n. constructor) kureva muvaki.
  • Kimbundu vanoti ngandu (n. crocodile) kureva garwe.
  • Kimbundu vanoti mulume (n. man, husband) kureva murume.
  • Kimbundu vanoti mukaji (n. woman, wife) kureva mukadzi.
  • Kimbundu vanoti njila (n. road) kureva nzira.
  • Kimbundu vanoti nzala (n. hunger) kureva nzara.
  • Kimbundu vanoti nhoki (n. bee) kureva nyuchi.
  • Kimbundu vanoti rinhangua (n. pumpkin) kureva nhanga.
  • Kimbundu vanoti -selula kana -selula (v. abort) kureva kubvisa nhumbu.
  • Kimbundu vanoti -benhesa kana -benha (brighten; bright) kureva kupenya.
  • Kimbundu vanoti -kulula (v. flay) kureva kufuna.
  • Kimbundu vanoti -tula (v. put down) kureva kutura.
  • Kimbundu vanoti usuku (n. darkness) kureva rima.
  • Kimbundu vanoti -koteka (n. bend) kureva kukoteka. Fananidzai nokuti Goteka?
  • Kimbundu vanoti nanaji (n. pineapple. From Portuguese Ananaz) kureva chinanazi.
  • Kimbundu vanoti sekulu (n. elder) kureva munhu wechikuru.
  • Kimbundu vanoti muendi (n. walker, stroller) kureva mufambi.
  • Kimbundu vanoti mukulu (n. ancestor) kureva vakuru vakare.
  • Kimbundu vanoti mutumba kana mutungu (n. anus).
  • Kimbundu vanoti murimi (n. farmer) kureva murimi.
  • Kimbundu vanoti muamu (n. caution).
  • Kimbundu vanoti kikota (n. old) kureva chitsaru.
  • Kimbundu vanoti -kokota (n. squeeze).

Mamwe MazwiEdit

  • Kimbundu vanoti kifua (n. species) kureva ndudzi.
  • Kimbundu vanoti Nzua (n. Joao in Portuguese) kureva John.
  • Kimbundu vanoti Zuze (n. Jose in Portuguese) kureva Joseph.
  • Kimbundu vanoti -xikana (v. accept) kureva kugamuchira.
  • Kimbundu vanoti mukondoloke (n. circle) kureva denderedzwa. Mamwe mazwi: -kondoloka (verb); hondoloka.
  • Kimbundu vanoti muongo (n. vertebral column; spine; ridge) kureva muzongoza.
  • Kimbundu vanoti -funda (v. demand). Mamwe mazwi: mufunde (n. demander).
  • Kimbundu vanoti mulembu (n. finger) kureva munwe.

[1]

  1. https://www.tefl.com.br/pdf/dicionario.pdf