Goteka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Hote kana hoteka (ram of a reedbuck) zvinoreva mukono unozvarisa webimha. Kuti ndiyo inonzi goteka zvakare?

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kikongo vanoti koteka (to bend, bend back, fold a joint). Mamwe mazwi: kotama (to be bent or folded, to bend, stoop, to be bowed, curved).
  • Kimbundu vanoti -koteka (n. bend) kureva kukoteka. Fananidzai nokuti Goteka?
  • VaNgala vanoti koteke (v. sell) kureva kutengesa.