Kutura kana kuturura (to put down a load; deposit) kuisa mutoro pasi.

  • Tura zviri mumoyo mako chimbo chinoimbwa kuKereke.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Vatauri vaUmbundu vanoti tula (put down, deposit) kureva kutura. VaUmbundu vanoti tulula (take down) kureva kuturura.
  • VaHerero vanoti kutura kana turura (to set free, to unburden). VaChewa vanoti kutula (to empty out, to put down load, perch).
  • VaUmbundu vanoti tuluka (descend) kureva kuturuka. VaUmbundu vanoti tulika (put on head) kureva kutsiga pamusoro.
  • MaZulu vanoti thuluka (1. Come down from above, rush down, stream down - as torrent, avalanche; 2. Rush along, stream along; pour out).