Muzongoza

Muzongoza (Spinal cord) imbiru yepapfupa iri kumusana pamunhu inobva kuzasi pamusoro pemagaro kunosvika kumusoro.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaVenda vanoti mutodo kana mitodo (n. the backbone).
  • Barotse vanoti mongo kana miongo (n. Luyana. the back (anat.)
  • Barotse vanoti mongola kana miongola (n. spine, backbone).