Mang'anja

(runangakatsva kubva kuNyanja)

Mang'anja mutauro unowanikwa kuMalawi uri chitauro cherurimi rweNyanja.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Nyanja inoti pa moyo (vital). Apa moyo zvichireva hupenyu.
  • Nyanja inoti pambuka kana patuka (go aside) vachireva kutsauka kana kupambuka.
  • Nyanja inoti mpakasa (autumn).
  • Nyanja inoti chipangizo (n. sign) kureva chiratidzo.
  • Nyanja inoti tsachipala (smith) kureva mupfuri.
  • Nyanja inoti bandazi (attendant) vachireva bandadzi.
  • Nyanja inoti zanga (annoy) vachireva kunyon'onya. Ko zita rokuti Chizanga?
  • Nyanja inoti nyani (baboon) vachireva gudo.
  • Nyanja inoti mkate kana chiwira (basin) vachireva bheseni.
  • Nyanja inoti bala (v. bear, beget) vachireva kubara.
  • Nyanja inoti chipala (blacksmith) vachireva mupfuri.
  • Nyanja inoti ngalawa (boat) vachireva ngarava.
  • Nyanja inoti dwale (boulder) vachireva zidombo. KuGeography zidombo guru iri rinozi dwala.
  • Nyanja inoti tupi (body) vachireva muviri.
  • Nyanja inoti tskuluta m'tupi (wash the body) vachireva geza muviri.
  • Nyanja inoti Madzi akamuka m'tupi manga (I am almost dry - i.e my body is almost dehydrated) vachireva muviri mango hamuchina mvura.
  • Nyanja inoti chirangali (1. bonfire, 2. flame of fire) vachireva rimi remoto.
  • Izwi rokuti chimera (malt) rakanana kuShona neMang'anja.
  • Nyanja inoti chipali (bigamy; polygamy - a simile for putting several pots on the fire at one - ku palikiza mpika) vachireva barika.
  • Nyanja inoti nungu (porcupine) kureva nungu.
  • Mang'anja vanoti mbatata (n. potato) kureva matapiri.
  • Nyanja inoti pa-mbali (private) kureva parutivi mega.
  • Nyanja inoti tsimba (puberty) kureva kudzvitura.
  • Nyanja inoti palamula (provoke) kureva kuparamura.
  • Nyanja inoti nkanda (n. pup) kureva handa kana mbwanana.
  • Nyanja inoti tangalala (radiate) kureva kurazvuka kana kuranzuka.
  • Nyanja inoti werenga (reckon; read) kureva kuverenga.
  • Nyanja inoti mtundu (species) kureva rudzi runozvarana. Mhembwe rudzi; mombe rudzi; munhu rudzi; tsoko rudzi.
  • Nyanja inoti bwerera (recur) kureva kuhwirira.
  • Nyanja inoti ufumu (n. realm; sovereignty) kureva humambo.
  • Nyanja inoti kumbula kana kumbulila (remember) kureva kuyeuka.
  • Nyanja inoti puma, pumula, mpumo kana chipumire (rest) kureva kuzorora.
  • Nyanja inoti mfunde (n. row) kureva muzera.
  • Nyanja inoti zimbiri (n. rust) kureva ngura.
  • Nyanja inoti nkarwe (cruelty; ruthless) kureva hutsinye.
  • Nyanja inoti nyengo kana mwaka (season) kureva mwaka.
  • Nyanja inoti makono (this season) kureva mwaka uno.
  • Nyanja inoti pala (select) kureva kusanangura.
  • Nyanja inoti pande (section; slice of pumpkin) kureva mbadzi.
  • Nyanja inoti kupanduka (schism) kureva kupanduka.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Nyanja inoti chimuna (like a man; manner of a man) vachireva chirume.
  • Nyanja inoti chipsera (the scar of an old wound) vachireva vanga. Ko zita rinonzi Katsvere?
  • Nyanja inoti chimarizira (the youngest child) vachireva gotwe.

[1]

  1. https://books.google.ca/books?id=RcApAAAAYAAJ&pg=PA400&lpg=PA400&dq=zinza+language&source=bl&ots=UyaZ7PCKUH&sig=ACfU3U2KUMVKaoEhnI_JalPirkatJka6Tw&hl=en&sa=X&ved=2ahUKEwjZu7K05vbiAhVOb60KHRFkBdA4UBDoATACegQIBxAB#v=onepage&q&f=false