Kusanangura

Kusanangura, kushanangura kana kutsanangura, (1. elect, 2. choose out, 3. set apart, 4. select) zvinoreva kutsawura munhu kubva paboka zvikurusei ari mumiriri kana mubati werimwe basa rakasarudzika.

Mamwe MazwiEdit

Kurerutsa MutauroEdit

  • ...navo vakadzitorera kuita vakadzi avo vavakada kudai ngokutsanangura kwavo: ...and they took wives for themselves of all whom they chose. (Genesis 6: Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantuEdit