Vanga, gopfa kana dzvadzi (Scar) mutaro unowonekwa paganda pakambokuvara, kuvhurwa, kuchekwa kana kutsva.

Mazuvaano kwave nenzira dzekunama nyama kuti pakambochekwa pasare pachitaridzika serimwe ganda risina kumbochekwa.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Zvirevo chinjirudza

  • Maisiri ngeune gobvu. A famous hunter- (gunsmith) is the one who has a big scar.
  • Mbwende haina vanga. A coward has no scar.
  • Kutya hakuna gobvu. (gobvu: scar): The fearful has no scar.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaMaconde vanoti livanga kana mavanga (mark of a wound or injury) kureva mavanga.
  • VaYao vanoti liwanga (a sore; a wound) kureva kuitira chironda.
  • Maconde vanoti likwanda (scar) kureva vanga.
  • Baila vanoti mukofu (n. scar) kureva gobvu. Taabwa vanoti mukovu (n. scar).