Kupambuka
Kupambuka (v. Turn off, branch off,separate - from something, come apart).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Mutsauko (deviation, difference)
- Veshe vakapauka, veshe vanetsvina; akuna naumwe unoita zvakanaka, haiwa, akuna naumwe hake: But all turn aside, all alike are corrupt; no one does what is right, not a single one. (Nduyo 14:3 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaLenje kune izwi rinoti kupambana (part, branch, divide e.g. road). VaLenje vanoti pambana (go different ways) vachireva kupambana kana kupambukana.
- VaLenje vanoti pambuka (turn off, branch off, separate from something, come apart) vachireva kupambuka. Mamwe mazwi: mapambanwe (place where roads divide into 2 branches).
- MaZulu vanoti phambana (Lie across one another; cross one another; pass one another). Sokuti: Izindlela ziphambana ngasemfuleni (The roads cross one another near the river).
- MaZulu vanoti phambanisa (Cause fo cross, clash, be at variance). MaZulu vanoti imphambano (n. Cross-purposes, variance; disagreement.).
- MaZulu vanoti isiphambano (n. Cross). Muenzaniso: UJesu wasifela esiphambanweni (Jesus died for us on the cross). Ukwenza isiphambano (to make the sign of the cross).