Kutsauka
(runangakatsva kubva kuVakapauka)
Kutsauka, kupambuka kana kutsambuka (deviate) zvinoreva kubuda kubva panzira yanga iri kufambwa nayo.
- Kupauka (to turn aside).
- Kupambuka (v. Turn off, branch off,separate - from something, come apart).
- Mururimi rweLenje kune izwi rinoti kupambana (part, branch, divide e.g. road). Pacho panopambana nzira ponzi mapambanwe.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Mutsauko (deviation, difference)
- Veshe vakapauka, veshe vanetsvina; akuna naumwe unoita zvakanaka, haiwa, akuna naumwe hake: But all turn aside, all alike are corrupt; no one does what is right, not a single one. (Nduyo 14:3 Bhaibheri reChiNdau).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaKongo vanoti mpambu (bifurcation - of roads division of something into 2 branches or parts) kureva mhambu kana kupambuka.
- Kikongo inoti vambula (separate, divide or push apart) kureva kupambura. Kikongo inoti vambuka (separation or parting) kureva kupambuka.
- MaZulu vanoti imphambosi (Deviation; side issue; a turning from the usual course) vachireva mupambutsi.
- Luganda inoti aukana (part company; separate) kureva kutsaukana. Luganda inoti aukanya (part; separate; distinguish) kureva kutsaura.
- Hadiyya inoti xambayukko (vi. to be broken). Fananidzai nekutsambuka? Hadiyya inoti xinsisa (adj. black as charcoal) kureva chitema marasha.