Mhambu (Side of path or parting of ways) zvinotaura parutivi penzira kana kuti paye panoparadzana nzira. Shoko iris rinotaurawo chiitiko chekuparadzana kwevanhu vambenge vary kufamba vese.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Kumhambu kwenzira kuno muti: there is a tree at the side of the path.
  • Ukasvika pamhambu, tsambuka uende kurudyi: when you come to the fork take the path to the right.

Mitauro yeBantuEdit

  • Vatauri veKikongo vanoti mpambu (bifurcation - of roads division of something into 2 branches or parts) kureva mhambu.
  • VaChewa vanoti mbali (alongside, near to).