Chizanga

Chizanga izita rinowanikwa muZimbabwe. Izwi rokuti chizinga rinoreva huyu yehuchi - honeycomb.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti kuzanga (to bear witness, to testify) vachireva kufakaza kana kupupura Mamwe mazwi: muzangi (n. witness) kureva mbowo kana fakazi.
  • Mang'anja vanoti zanga (to cut little bald patches in the hair) vachireva kugera zvidzvanga muvhudzi.
  • VaMang'anja vanoti kuzanga (annoy; to grieve; spoil) vachireva kunyon'onya.
  • Baila vanoti ku zhanga (to curse, revile) vachireva kutukirira.
  • VaNgala vanoti zanga (v. miss, need).