Kunyon'onya

Izwi rokuti kunyon'onya (rubbing the wrong way) rinotsanangura munhu ane katsika kanokubhowa, kanokufinhura, kasingakuitire zvakanaka.

Kurerutsa MutauroEdit

Mazwi eBantuEdit

  • VaSwahili vanoti kinyong'onyo (1. fatigue, weariness, weakness 2. weakly, wearily).
  • VaSwahili vanoti mnyonge (1. weak or sickly person, 2. mean, malicious person).