Mupfuri (kureva blacksmith) mupfurasimbi anosika zvinhu kubva pautare ne chisa kakuru, asi dzimwe nguva vanosika nedzimwe simbi, nekusindira simbi, vachishandisa maturusi kurova nenyundo, kukombeshedza, nekucheka (cf. mupfuragaba).

Rumwe ruzivo:

chinjirudza

Ringai zve:

chinjirudza