Ngarava (Ship) zvinoreva mhando yechikepe chikurusa chinofamba mugungwa.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaChewa vanoti chikombero (harbour). VaVenda vanoti ngalawa kureva ngarava. Izwi iri rinotodza Greek inoti karabos.
  • VaSwahili vanoti galawa (canoe). VaMakhuwa vanoti kalawa (canoe).
  • Zigula vanoti ngalawa (sailing ships; sailboat) kureva ngarava. Giryama vanoti chombo (n. ship) kureva ngarava.
  • VaKongo vanoti makumbi kana dikumbi paumwe (n. Ships, steamers). VaKongo vanoti vela kana mvwela paumwe (n. sail).
  • Sesotho vanoti sekepe (n. ship) kureva chikepe. Setswana vanoti sekepe (n. ship) kureva chikepe.