Handa[1] (muChingezi: cub, puppy) izwi rinoshandiswa kuturikira mwana wemhuka dze zvikara senge imbwa, gava, shumba ne dzimwe mhuka. Rinoshandiswa zvimwechete ne mwana we imbwa kana mwana we mangoi.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Nyungwe inoti nkhanda (n. puppy, cub) kureva handa. Umbundu inoti handa (v. make friendship) kuita hushamwari.
  • Giryama inoti muhanda strip of dried meat, taken on a journey) kureva mudzonga wenyama unotakurwa sembuva parwendo.
  • Kinande inoti ekihanda (n. 1. the root, the strain; 2. the clan , the line). Sangho inoti handa (v. deceive, trick).
  1. Vashona,1 nyamavhuvhu 2019, Handa, yakatariswa: 24 Zvita 2021