Marimba

Marimba (xylophone) imhando yechombo chemimhanzi chinogadzirwa nemadende anosungirirwa pasi pemapuranga akawarikwa padara panova ndipo panoridizrwa marimba. Chombo chemhanzi ichi chinoridzwa nemunhu anorova pamapuranga aya nezvimiti, puranga rimwe nerimwe richirira zvakasiyana zvichienderana nekureba uye kufara kwakaita dende riri pasi pepuranga racho.

Folk marimba with gourds, Highland Guatemala

Mitauro yeBantuEdit

  • Baila vanoti budimba (xylophone) kureva marimba.
  • VaIkizu vanoti imarimba (a musical instrument made largely of calabashes) - zvichida vanoreva marimba.
  • VaVenda vanoti mbilamutondo (n. xylophone) kureva marimba.