Afurika ye Chamhembe

(runangakatsva kubva kuChamhembe che Afurika)
Afurika ye Chamhembe
Chamhembe che Afurika se zvakaskimwa ne UN
Nyika Mavuso arisovhereni (5)
Zoni dzenguva UTC+02:00
LocationSouthernAfrica.png

Afurika ye Chamhembe kana Chamhembe che Afurika ichisi (kana rhijoni) yakagadzikwa kuchamhembe cheziwumbe re Afurika, inotsanangurwa zvakasiyana zvichienderana ne tarachisi kana tongachisi (geopolitics), uye inosanganisira pakati nyika shanu (nhika) kusvika makumimaviri (nhukira). Masteti mashanu eMubatananidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA; muChingezi: SACU) dzagara dzichisanganiswa muChamhembe cheAfurika.

Chirevo ne mashandisirwoChinjirudza

Skimu yeMM ye marijoni etaranyika ne MTCAChinjirudza

Muchirongwa cheMubatanidzwa weMadhidhiza (MM; Chingezi: UN) chenzvimbo dzenzvimbo, nyika shanu dzinoumba Chamhembe che Afurika:

  • Vutswana
  • Eswatini (Swazilendi)
  • Vusutu (Resutu)
  • Namibhiya
  • Afurika Chamhembe

Mubatanidzwa weTsika dzeChamhembe cheAfurika (MTCA), vakaisika muna1969, inosanganisa masteti mashanu mu zasi-rijoni reMM muChamhembe cheAfurika.

Mamembha eSBCAChinjirudza

Sangano reBudiriro kuAfurika ye Chamhembe (SBAC; kuChingezi: SADC) rakagadzirwa muna1980 ku fesiliteta kowoperesheni murijoni. Inosanganisa:

Tarisai futiChinjirudza