Union des ComoresUdzima wa Komoriجزر القمرĞuzur al-QamarComoros
National motto: Unité - Justice - Progrès

Komori (kureva Comoros; Umoja wa Komori) kana Komorosi, inyika iri muziwumbe re Afurika, pachihofisi inonzi Mubatanidzwa we Komori, inyika yakazvimirira yakasikwa nokuungana kwe zvituswa zvitatu kuchamhembechemabvazuva e Afurika, yakagadzikwa kumaodzeranyemba ekwekuguma kwe Muronga we Mozambiki uri muGungwa re India.

Gutaguru rayo iMoroni kumaodzanyembaemadokero, Mazambuko irikumadokero, uye Seisherisi irikumaodzanyembaemabvazuva.

Huwandu hwe vagari vanotenda chinamato che Uyisalama wechiSuni. Semembha we Ligi ye Vuarabhu, ndiyo bedzi nyika chiArabhu iri kumburungwagama rekuChamhembe.

Rusununguko rwayo rwakavuya muna 6 juillet 1975. Muvuso wemembha ye Mubatanidzwa we Afurika, Sangano ye Internationale de la Francophonie, Sangano ye Kooperesheni ye Ruyisalama, uye Komisheni ye Gungwa re India.

Ine mitauro mitatu ye chihofisi: Chikomori-ngazidja, Chifurenji uye Chiarabhu.

Vanhu vekuKomori vanonzi Vakomori uye munhu mumwechete anonzi Mukomori/Mkomori.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze